Genesisi 1:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Mwari akati, “Nyika ngaimerese uswa: miriwo inobereka mbeu nemiti panyika inobereka michero ine mhodzi mukati mayo, maererano nemhando dzayo dzakasiyana-siyana.” Uye zvakaita saizvozvo.

Genesisi 1

Genesisi 1:10-17