Firimoni 1:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndanyora kwauri ndichivimba nokuteerera kwako, ndichiziva kuti uchaita kunyange kupfuura zvandakukumbira.

Firimoni 1

Firimoni 1:18-25