Firimoni 1:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

asisiri somuranda, asi ava nani kupfuura muranda, sehama inodikanwa. Munhu anodikanwa kwandiri, asi kutonyanya kwauri, zvose somunhu uye sehama muna She.

Firimoni 1

Firimoni 1:10-25