Firimoni 1:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi handina kuda kuita chinhu iwe usina kuchitendera, kuitira kuti zvose zvakanaka zvauchaita zvirege kuva zvokurovedzerwa asi nokuda kwako.

Firimoni 1

Firimoni 1:7-18