Ezira 8:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakapawo zvirevo zvamambo kumachinda amambo uye navabati mhiri kwaYufuratesi, avo vakazopawo rubatsiro kuvanhu nokuimba yaMwari.

Ezira 8

Ezira 8:32-36