Ezira 8:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakavaunganidza vose parwizi runoerera rwakananga kuAhavha, uye takagarapo pamisasa kwamazuva matatu. Pandakacherechedza pakati pavanhu navaprista, handina kuona vaRevhi pakati pavo.

Ezira 8

Ezira 8:13-17