Ezira 7:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akanga atanga rwendo rwake kubva kuBhabhironi zuva rokutanga romwedzi wokutanga akasvika muJerusarema pazuva rokutanga romwedzi wechishanu, nokuti ruoko rwenyasha rwaMwari wake rwakanga rwuri pamusoro pake.

Ezira 7

Ezira 7:3-19