Ezira 7:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ani naani asingateereri murayiro waMwari wako uye nomurayiro wamambo, zvirokwazvo anofanira kurangwa norufu, kana kudzingwa, kana kutorerwa pfuma, kana kuiswa mutorongo.

Ezira 7

Ezira 7:23-28