Ezira 7:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

kusvikira pamatarenda esirivha zanaa, nezviyero zanab zvezviyo namabhati zanac ewaini, namabhati zana amafuta amaorivhi, uye nomunyu wose unodiwa.

Ezira 7

Ezira 7:20-23