Ezira 7:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipai midziyo yose kuna Mwari weJerusarema iyo yamakapiwa kuti mushumire nayo mutemberi yaMwari wenyu.

Ezira 7

Ezira 7:9-25