Ezira 7:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nemari iyi unofanira kutenga hando, makondohwe, namakwayana makono, pamwe chete nezvipiriso zvavo zvezviyo nezvinonwiwa, uye mugozvibayira paaritari yetemberi yaMwari muJerusarema.

Ezira 7

Ezira 7:8-18