Ezira 6:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo, nokuda kwechirevo chakanga chatumirwa naMambo Dhariasi, Tatenai mubati wemhiri kwaYufuratesi, naSheshitari-Bhozenai neshamwari dzavo vakaita izvi nenzira yakanakisisa.

Ezira 6

Ezira 6:10-16