Ezira 5:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Aya ndiwo mashoko etsamba yakanyorerwa mambo Dhariasi naTatenai, mubati mhiri kwaYufuratesi, naShetari-Bhozenai, neshamwari dzavo, namakurukota vakanga vari mhiri kwaYufuratesi.

Ezira 5

Ezira 5:4-12