Ezira 5:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi nokuda kwokuti madzibaba edu akatsamwisa Mwari wokudenga, akavaisa mumaoko aNebhukadhinezari muKaradhea, mambo weBhabhironi, uyo akaparadza temberi ino akatora vanhu akavaendesa kuBhabhironi.

Ezira 5

Ezira 5:11-17