Ezira 4:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

kuitira kuti kutsvagisiswe mumabhuku enhoroondo avakakutangirai. Mumabhuku aya muchaona kuti guta iri iguta rinomukira, rinotambudza madzimambo namatunhu, inzvimbo inomukira kubva kare. Ndokusaka guta iri rakaparadzwa.

Ezira 4

Ezira 4:12-23