Ezira 3:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jeshua navanakomana vake nehama dzake naKadhimieri navanakomana vake (zvizvarwa zvaHodhavhia) navanakomana vaHenadhadhi navanakomana vavo nehama dzavo, navaRevhi vose vakabatana pamwe chete navo pakutarira vaishanda paimba yaMwari.

Ezira 3

Ezira 3:4-10