Ezira 3:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vakapemberera Mutambo waMatumba sezvazvakanga zvakanyorwa, nouwandu hwaidikanwa hwezvipiriso zvinopiswa hwakanga hwakanyorwa, hwezuva rimwe nerimwe.

Ezira 3

Ezira 3:1-11