Ezira 2:61 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye kubva pakati pavaprista: zvizvarwa zvaHobhaya, zvaHakozi uye nezvizvarwa zvaBhazirai (murume akanga awana mwanasikana waBhazirai muGireadhi uye akazotumidzwa zita iroro).

Ezira 2

Ezira 2:51-63