Ezira 10:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ani naani aizokundikana kusvika mumazuva matatu aizotorerwa pfuma yake yose, maererano nokurayira kwamachinda navakuru, uye naiyewo aibva adzingwa kubva paungano yavatapwa.

Ezira 10

Ezira 10:1-12