Ezira 10:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Ezira akabva pamberi peimba yaMwari akaenda kukamuri raJehohanani mwanakomana waEriashibhi. Paakanga ari ikoko haana kudya zvokudya kana kunwa mvura nokuti akaramba achichema nokuda kwokusatendeka kwavatapwa.

Ezira 10

Ezira 10:4-16