Ezira 10:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jonatani mwanakomana waAsaeri naJazeya mwanakomana waTikivha, vachitsigirwa naMeshurami naShabhetai muRevhi, ndivo chete vakapikisa izvi.

Ezira 10

Ezira 10:12-24