Ezira 10:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi pane vanhu vakawanda pano uye inguva yokunaya kwemvura; saka hatingamire panze. Pamusoro pezvo basa iri harigoni kuitwa nezuva rimwe chete kana mazuva maviri, nokuti takatadza zvikuru nokuda kwechinhu ichi.

Ezira 10

Ezira 10:5-18