Ezira 10:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino reururai kuna Jehovha, iye Mwari wamadzibaba enyu, uye mugoita kuda kwake. Zvitsaurei kubva kumarudzi avanhu akakupoteredzai uye kubva kuvakadzi venyu vatorwa.”

Ezira 10

Ezira 10:10-19