Ezira 1:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pamusoro pezvo, Mambo Sirasi akaburitsa midziyo yomutemberi yaJehovha, iyo yakanga yatorwa kubva kuJerusarema naNebhukadhinezari uye akanga aiisa mutemberi yamwari wake.

Ezira 1

Ezira 1:4-11