Ezekieri 8:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye ipapo pamberi pangu pakanga pane kubwinya kwaMwari waIsraeri, sapachiratidzo chandakanga ndaona mubani.

Ezekieri 8

Ezekieri 8:1-5