Ezekieri 8:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, waona here zvinoitwa navakuru veimba yaIsraeri murima, mumwe nomumwe pashongwe yechifananidzo chake? Vanoti, ‘Jehovha haationi, Jehovha akaramba nyika.’ ”

Ezekieri 8

Ezekieri 8:11-13