Ezekieri 7:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kuguma kwava pamusoro pako zvino uye ndichatuma kutsamwa kwangu pamusoro pako. Ndichakutonga zvakafanira tsika dzako ndigotsiva zvinyangadzo zvako zvose.

Ezekieri 7

Ezekieri 7:2-6