Ezekieri 7:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichauyisa vanhu vakaipisisa vendudzi kuti vavatorere dzimba dzavo; ndichaita kuti kuzvikudza kwavane simba kugume, uye nzvimbo dzavo tsvene dzichasvibiswa.

Ezekieri 7

Ezekieri 7:19-27