Ezekieri 7:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakanga vachizvikudza nokuda kwoukomba hwavo hwakanaka uye vachihushandisa kuita zvifananidzo zvinonyangadza nezviumbwa zvakaipisisa. Naizvozvo ndichashandura izvi, zvikava chinhu chine tsvina kwavari.

Ezekieri 7

Ezekieri 7:10-26