Ezekieri 7:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vachafuka nguo dzamasaga uye vachafukidzwa nokutya. Zviso zvavo zvichafukidzwa nenyadzi uye misoro yavo ichaveurwa.

Ezekieri 7

Ezekieri 7:12-23