Ezekieri 7:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kuita nechisimba kwakura kukava shamhu yokuranga zvakaipa; hakuna mumwe wavanhu ava achasara, hakuna pavazhinji vavo ivavo, kana pfuma kana chinokosha.

Ezekieri 7

Ezekieri 7:6-20