Ezekieri 6:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Rovai maoko enyu pamwe chete uye mudzane-dzane netsoka dzenyu mudanidzire muchiti, “Maiwe!” nokuda kwezvakaipa zvose nezvinonyangadza zveimba yaIsraeri, nokuti vachaurayiwa nomunondo, nzara nedenda.

Ezekieri 6

Ezekieri 6:1-14