Ezekieri 5:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichatuma nzara nezvikara kuti zvizokurwisa, uye zvichakusiya usisina mwana. Denda nokuteuka kweropa zvichapfuura nomauri, uye ndichauyisa munondo pamusoro pako. Ini Jehovha ndataura.”

Ezekieri 5

Ezekieri 5:9-17