Ezekieri 5:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo pakati pako madzibaba vachadya vana vavo, uye vana vachadya madzibaba avo. Ndichakuranga uye ndichaparadzira vakasara vako vose kumhepo zhinji.

Ezekieri 5

Ezekieri 5:2-11