Ezekieri 48:34-35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

34. “Kurutivi rwokumavirira, kuna makubhiti zviuru zvina zvina mazana mashanu pakureba, masuo matatu achamira sezvizvi: suo raGadhi, suo raAsheri nesuo raNafutari.

35. “Kutenderera nzvimbo yacho kuchaita nhambwe zviuru gumi nezvisere. “Uye zita reguta kubvira panguva iyoyo zvichienda mberi richanzi: JEHOVHA ARIPO.”

Ezekieri 48