Ezekieri 48:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Zebhuruni achava nomugove mumwe chete; uchaganhurana nenyika yaIsakari kubva kumabvazuva kusvika kumavirira.

Ezekieri 48

Ezekieri 48:18-34