Ezekieri 48:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nzvimbo yamafuro yeguta ichange ina makubhiti mazana maviri namakumi mashanu kurutivi rwokumusoro, mazana maviri namakumi mashanu kurutivi rwezasi, mazana maviri namakumi mashanu kurutivi rwokumabvazuva, namazana maviri namakumi mashanu kurutivi rwokumavirira.

Ezekieri 48

Ezekieri 48:13-20