Ezekieri 48:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Havafaniri kuitengesa kana kutsinhanisa chimwe chikamu chayo. Iyi inyika yakanakisisa uye haifaniri kuiswa mumaoko avamwe vanhu, nokuti itsvene kuna Jehovha.

Ezekieri 48

Ezekieri 48:10-21