Ezekieri 47:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Munofanira kugovana senhaka yenyu uye mugogoverawo vatorwa vagere pakati penyu vane vana. Munofanira kuvarangarira savaIsraeri vakaberekwa munyika ino; vanofanira kugoverwa nhaka pamwe chete nemi pakati pamarudzi aIsraeri.

Ezekieri 47

Ezekieri 47:14-23