Ezekieri 47:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Kurutivi rwokumabvazuva muganhu uchava pakati peHaurani neDhamasiko, uchitevedza Jorodhani pakati peGireadhi nenyika yeIsraeri, kusvikira kugungwa rokumabvazuva uye uchindosvika kuTamari. Ndiwo uchava muganhu wokumabvazuva.

Ezekieri 47

Ezekieri 47:16-23