Ezekieri 47:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Unofanira kuiganhura zvakaenzana pakati pavo. Nokuti ndakapika noruoko rwakasimudzwa kuti ndichaipa kumadzitateguru enyu, nyika iyi ichava nhaka yenyu.

Ezekieri 47

Ezekieri 47:11-16