Ezekieri 46:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye anofanira kupa sechipiriso chezviyo efa imwe chete nehando, efa imwe chete negondohwe, uye namakwayana paanoda kupa napo, pamwe chete nehini yamafuta paefa imwe neimwe.

Ezekieri 46

Ezekieri 46:2-16