Ezekieri 46:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati kwandiri, “Iyi ndiyo nzvimbo ichabikirwa navaprista, chipiriso chemhosva nechipiriso chechivi nokubika chipiriso chezviyo, kuti varege kuzviuyisa kuruvazhe rwokunze zvaizoita kuti vanhu vanatswe.”

Ezekieri 46

Ezekieri 46:14-24