Ezekieri 46:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muchinda haafaniri kutora nhaka ipi zvayo yavanhu, achivadzinga pazvinhu zvavo. Iye anofanira kupa vanakomana vake nhaka yavo inobva pane zvake, kuitira kuti vanhu vangu varege kuparadzaniswa nezvinhu zvavo.’ ”

Ezekieri 46

Ezekieri 46:15-20