Ezekieri 46:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Zuva rimwe nerimwe unofanira kupa gwayana rine gore rimwe chete risina kuremara kuti rive chipiriso chinopiswa kuna Jehovha; mangwanani oga oga unofanira kuuya naro.

Ezekieri 46

Ezekieri 46:9-14