Ezekieri 46:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Pamitambo napamitambo yakatarwa, chipiriso chezviyo chinofanira kuita efa imwe chete nehando, efa imwe chete negondohwe, uye namakwayana sezvaanoda, pamwe chete nehini yamafuta paefa imwe neimwe.

Ezekieri 46

Ezekieri 46:4-20