Ezekieri 46:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Suo roruvazhe rwomukati rakatarisa kumabvazuva rinofanira kugara rakapfigwa mazuva matanhatu anobatwa nawo basa, asi pazuva reSabata uye pazuva roKugara kwoMwedzi rinofanira kuzariwa.

Ezekieri 46

Ezekieri 46:1-3