Ezekieri 45:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nyika iyi ichava yake pakati paIsraeri. Uye machinda angu haachazomanikidzizve vanhu vangu asi vachatendera imba yaIsraeri kuti vatore nyika zvinoenderana namarudzi avo.

Ezekieri 45

Ezekieri 45:5-15