Ezekieri 45:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Shekerif rinofanira kuva namagera makumi maviri. Mashekeri makumi maviri kusanganisa namashekeri makumi maviri namashanu, kusanganisa namashekeri gumi namashanu zvinokwana mina rimwe cheteg.

Ezekieri 45

Ezekieri 45:3-15