Ezekieri 44:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, cherechedza zvakanaka, nyatsoteerera uye unzwisise zvinhu zvose zvandinokuudza maererano nemitemo yose yetemberi yaJehovha. Ucherechedze panopindwa napo mutemberi uye napanobudiwa napo panzvimbo tsvene.

Ezekieri 44

Ezekieri 44:1-9